Jah Prayzah – Mukwasha Lyrics
Mukwasha Lyrics by Jah Prayzah
Mukwasha is a song from the Hokoyo album. This song hilariously depicts the relations between husbands and their inlaws in most African cultures.
heee heee heee
kumura ngovani
pfugama nebvi rimwechete
motorova gushu mkwasha
denga riye rikatinhira
tirikuda mbeu neanorima
motoona yekutamba mkwasha
ahh wondimutsa nemutupo
gara vangozia kuti ndozviripo
kana zvakunetsa mwanawangu dzora mkwasha
uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya
ende baba vati vanoda madhorofiya
wotomhanya musango mkwasha
pane andibira pombi yemvura
kana zondo rangu randanga ndabvura
vanhu vese vati bvunzai mkwasha
pakati pevanhu vese varipo
ndiani watigarira kumhepo
zvakungonzi bvunzai mkwasha
ndirikunzwa kuda kurova munhu
ndrinzwa kuda kubata munhu
rega ndimbokurova mkwasha
zvandapfura nekutah
inga ndakubatirai gwaya
ndikamora mukoko wangu
huchi husina mazana
cheriyacho cheriyoo
yamakandipa zmenyai mwana
nyangwe zvikarema ndoita
nharo dzamalema
mkwasha jongwe iro
muchamhanya naro kusvika maribata
madzimbuya voda sadza remagaka
changamire vati vanoda hari mkwasha
zino rakaora muchando rinobanda
handina mari yekudzurisa kani mkwasha
vakatemwa nyora kare neimwe n’ango
vatezvara vangu nharo vanodzikaka
tungamira mombe ndiremember
asambeni famba nendima x3
tsemura danda uratidze ukwasha
asambeni famba nendima x3
Tibatire foro ndiRemember
asambeni famba nendima x3
Kutakura danda ndokuti mkwasha
asambeni famba nendima x3
zvandapfura nekutah
inga ndakubatirai gwaya
ndikamora mukoko wangu
huchi husina mazana
cheriyacho cheriyoo
yamakandipa zmenyai mwana
nyangwe zvikarema ndoita
nharo dzamalema
Pamoyo pamoyo
Ndipo pagere munzira yerudo
Tichafamba nemo nemo
Zororo remoyo wangu ndiwe unogaramo
Madzoro yerudo anotumwa munhu gere
Akatema muonde akadenha
Akatema muonde akadenha
Zvakanaka chihombe Zvakanaka
Zvakanaka chihombe Zvakanaka